Nziyo 51:1-2
Nziyo 51:1-2 SCLBC
Ndinzwireiwo tsitsi Mwari pamusana pemwoyochena wenyu nokuda kwengoni dzenyu zhinji. Pfudzai kukanganisa kwangu. Ndishambidzei kwazvo kuuipi hwangu mundinatsewo kuchitadzo changu