Nziyo 43:1
Nziyo 43:1 SCLBC
Ndipembedzei Mwari mundidzivirirewo pamhosva yangu kuvanhu vakaipa mwoyo. Ndinunureiwo kuvanyengedzi navanhu vakaipa.