Nziyo 30:5
Nziyo 30:5 SCLBC
Nokuti hasha dzake ndedzekanguvana; asi mwoyochena wake ndehweupenyu hwose. Kuchema kunombouya usiku; asi rufaro runouya namangwanani.