Tsumo 3:13-15
Tsumo 3:13-15 SCLBC
Akakomborerwa munhu anowana ungwaru, munhu anowana kunzwisisa, nokuti zvinowanikwa mahuri zviri nani pano zvinowanikwa musirivha uye zvibereko zvahwo zvinokunda zvibereko zvendarama. Ungwaru hwakakosha kukunda zvishongo, hapana chaungade chingaenzaniswe nahwo.





