Tsumo 1:7-8
Tsumo 1:7-8 SCLBC
Kutya Tenzi ndiko kutanga kworuzivo mapenzi anoshora ungwaru nechidzidziso. Mwanangu, teerera zvaunodzidziswa nababa vako. Usarambe zvaunorairwa naamai vako.