YouVersion Logo
Search Icon

Tsumo 1:1-4

Tsumo 1:1-4 SCLBC

Tsumo dzaSoromoni mwanakomana waDhavhidhi mambo weIsiraeri dzokuti vanhu vazive ungwaru nezvidzidzo kuti vanzwisise mashoko ezvakadzama, dzinoitawo kuti munhu adzidze uchenjeri, ururami, noruenzaniso nokuva pachokwadi. Kuitirawo kuti vanhuwo zvavo vapiwe uchenjeri nevechidiki kufunga.