YouVersion Logo
Search Icon

Muparidzi 9:10

Muparidzi 9:10 SCLBC

Chaunenge wagona kuita namaoko ako chiite nesimba rako rose nokuti kunzvimbo yavafi kwauri kuenda hakuna basa kana pfungwa kana ruzivo kana ungwaru.

Video for Muparidzi 9:10