YouVersion Logo
Search Icon

Muparidzi 4:9-10

Muparidzi 4:9-10 SCLBC

Vanhu vaviri vari nani pane mumwechete, nokuti zvavanoita zvinobuda zvakanaka. Nokuti kana vakapunzika mumwe achasimudza mumwe wake; asi hamheno zvake anongova oga. Kana akawira pasi hapana anomusimudza.

Free Reading Plans and Devotionals related to Muparidzi 4:9-10