Muparidzi 3:7-8
Muparidzi 3:7-8 SCLBC
Pane nguva yokubvarura nenguvawo yokusona. Pane nguva yokunyarara nenguvawo yokutaura. Pane nguva yokuda nenguvawo yokuvenga. Pane nguva yehondo nenguvawo yorugare.