Muparidzi 3:2-3
Muparidzi 3:2-3 SCLBC
Pane nguva yokuberekwa nenguvawo yokufa. Pane nguva yokusima nenguvawo yokudzipura zvakasimwa. Pane nguva yokuuraya nenguvawo yokuporesa. Pane nguva yokupaza nenguvawo yokuvaka.