YouVersion Logo
Search Icon

Muparidzi 11:6

Muparidzi 11:6 SCLBC

Kumangwanani dyara mbeu dzako. Kumanheru usagare maoko nokuti hauzivi kuti chichabudirira ndechipi, chinoichi kana kuti icho pamwe zvose zviri zviviri zvinoita zvakanaka.