YouVersion Logo
Search Icon

Muparidzi 1:14

Muparidzi 1:14 SCLBC

Ndakatarisa mabasa ose anoitwa pasi pezuva ndikaona zvangu kuti zvose hazvinzwisisiki uye kuti kunongova kudzingirirana nemhepo zvako.