Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 5:16
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 5:16 SNA2002
Muromo wake wakanaka kwazvo; Zvirokwazvo, wakaisvonaka kwazvo-kwazvo. Ndizvo zvakaita mudiwa wangu, ndizvo zvakaita shamwari yangu, Imi vakunda veJerusaremu.