YouVersion Logo
Search Icon

Varoma 8:38-39

Varoma 8:38-39 SNA2002

Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana vakuru, kana zvazvino, kana zvinouya, kana masimba, kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chinhu chimwe chakasikwa, hazvingagoni kutiparadzanisa norudo rwaMwari, ruri muna Kristu Jesu, Ishe wedu.

Free Reading Plans and Devotionals related to Varoma 8:38-39