Zvakazarurwa 9:5
Zvakazarurwa 9:5 SNA2002
Hadzina kupiwa basa rokuvauraya, asi kuti varwadziswe mwedzi mishanu; kurwadzisa kwadzo kwakanga kwakaita sokurwadzisa kwechinyavada, kana chichiruma munhu.