Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 9:20-21

Zvakazarurwa 9:20-21 SNA2002

Vamwe vanhu vasina kuurawa namadambudziko awa, havana kutendeuka pamabasa amaoko avo, kuti varege kunamata mweya yakaipa, nezvifananidzo zvendarama, nezvisirivha, nezvendarira, nezvamabwe, nezvemiti, zvisingagoni kuona, kana kunzwa, kana kufamba; havana kutendeukawo pakuuraya kwavo, kana pakurowa kwavo, kana paupombwe hwavo, kana pakuba kwavo.

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakazarurwa 9:20-21