Zvakazarurwa 8:13
Zvakazarurwa 8:13 SNA2002
Ipapo ndakatarira, ndikanzwa gondo rimwe richibhururuka pakati pedenga, richiti nezwi guru, “Nhamo, nhamo, nhamo, kuna vanogara panyika, nokuda kwamazwi mamwe ehwamanda avatumwa vatatu vachazoridza.”