Zvakazarurwa 6:12-13
Zvakazarurwa 6:12-13 SNA2002
Zvino ndakaona pakazarura kwake chisimbiso chechitanhatu, kwakanga kunokudengenyika kwenyika kukuru, zuva rakasviba segudza remvere, mwedzi wose ukaita seropa; nenyeredzi dzedenga dzikawira pasi, somuonde unozuza maganga awo, kana uchizununguswa nomututu mukuru.





