Zvakazarurwa 6:10-11
Zvakazarurwa 6:10-11 SNA2002
vakadana nezwi guru vachiti, “Tenzi mutsvene wechokwadi, mucharega kutonga vanogara panyika nokutsiva ropa redu kusvikira riniko?” Ipapo mumwe nomumwe wavo akapiwa nguo chena; vakaudzwa kuti vambozorora chinguva chiduku, kusvikira vamwe varanda pamwechete navo nehama dzavo, dzaifanira kuurawa saivo, varinganiswa vose.





