Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 5:5

Zvakazarurwa 5:5 SNA2002

Zvino mumwe waVakuru akati kwandiri; “Usachema hako, tarira, Shumba yorudzi rwaJudha, Mudzi waDhavhidhi, yakakunda kuti izarure bhuku nezvisimbiso zvayo zvinomwe.”

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakazarurwa 5:5