Zvakazarurwa 4:1
Zvakazarurwa 4:1 SNA2002
Shure kwaizvozvi, ndakatarira ndikaona musuo wakazaruka kudenga; nezwi rokutanga randakanzwa rakaita sehwamanda richitaura neni, richiti, “Kwira pano, ndigokuratidza zvinofanira kuitwa shure kwaizvozvi.”