Zvakazarurwa 3:17
Zvakazarurwa 3:17 SNA2002
“Nokuti unoti, ‘Ndakapfuma, ndakapfumiswa; handishayiwi chinhu;’ usingazivi, kuti ndiwe uno urombo nenhamo, uri murombo nebofu usina chokufuka.