Zvakazarurwa 3:10
Zvakazarurwa 3:10 SNA2002
Zvawakachengeta shoko rokutsungirira kwangu, ndichakuchengetawo panguva yokuedzwa yoda kuuya panyika yose, kuedza vanogara panyika.