Zvakazarurwa 22:20-21
Zvakazarurwa 22:20-21 SNA2002
Iye anopupura izvozvi anoti, “Hongu, ndinokurumidza kuuya.” Ameni, uyai, Ishe Jesu. Nyasha dzaIshe Jesu ngadzive navose. Ameni.