Zvakazarurwa 22:17
Zvakazarurwa 22:17 SNA2002
Mweya nomwenga vanoti, “Uya!” Naiye anonzwa ngaati, “Uya!” Ane nyota ngaauye. Anoda ngaatore mvura yohupenyu asingatengwi.