Zvakazarurwa 20:7-8
Zvakazarurwa 20:7-8 SNA2002
Zvino kana makore ane gumi ramazana apera, Satani achasunungurwa mutorongo yake, achabuda kundonyengera marudzi ose ari kumativi mana enyika, ivo Gogi naMagogi, avaunganidzire kundorwa; kuwanda kwavo kwakaita sejecha regungwa.





