Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 18:2

Zvakazarurwa 18:2 SNA2002

Akadanidzira nezwi guru, achiti, “Rawa, Rawa, Bhabhironi, guta guru, yava nzvimbo munogara mweya yakaipa, nenhare yemweya yose yetsvina, nenhare yeshiri dzose dzine tsvina, dzinovengwa.

Video for Zvakazarurwa 18:2