Zvakazarurwa 17:1
Zvakazarurwa 17:1 SNA2002
Zvino mumwe wavatumwa vanomwe, vakanga vane ndiro nomwe, akauya akataura neni, achiti, “Uya pano, ndichakuratidza kutongwa kwemhombwe huru, inogara pamusoro pemvura zhinji;