Zvakazarurwa 15:1
Zvakazarurwa 15:1 SNA2002
Zvino ndakaona chimwe chiratidzo kudenga, chikuru chinoshamisa, ichi. Vatumwa vanomwe vanamadambudziko manomwe okupedzisira, nokuti kutsamwa kwaMwari kwakapera nawo.