Zvakazarurwa 14:8
Zvakazarurwa 14:8 SNA2002
Ipapo mumwe mutumwa akatevera, achiti, “Rawa, Rawa, Bhabhironi, guta guru, rakanwisa marudzi ose waini yokutsamwa kwoupombwe hwaro.”