Bible App logo
Search Icon

Zvakazarurwa 11:18

Zvakazarurwa 11:18 SNA2002

Marudzi akatsamwa, nokutsamwa kwenyu kwakasvika, nenguva yavakafa, kuti vatongwe, uye kuti mupe varanda venyu mubayiro, ivo vaporofita, navatsvene, navanotya zita renyu, vaduku navakuru; uye kuti muparadze avo vanoparadza nyika.”

Free Reading Plans and Devotionals related to Zvakazarurwa 11:18