Mapisarema 92:12-13
Mapisarema 92:12-13 SNA2002
Akarurama achamera somuchindwe; Achakura somusidhari paRebhanoni. Vakasimwa mumba maJehovha Vachakura muvazhe dzaMwari wedu.