Mapisarema 91:9-10
Mapisarema 91:9-10 SNA2002
Nokuti imi Jehovha, muri utiziro hwangu! Iwe wakaita Wokumusorosoro ugaro hwako. Hapana chakaipa chingakuwira, Uye hapana hosha ichaswedera patende rako.