Mapisarema 91:5-6
Mapisarema 91:5-6 SNA2002
Haungatyi chinhu chinovhundusa usiku, Kana museve unofurwa masikati; Kana hosha inofamba murima, Kana kuparadza kunouraya masikati.