YouVersion Logo
Search Icon

Mapisarema 84:10

Mapisarema 84:10 SNA2002

Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.

Free Reading Plans and Devotionals related to Mapisarema 84:10