Mapisarema 51:1-2
Mapisarema 51:1-2 SNA2002
Ndinzwirei tsitsi, Mwari nokuda kwounyoro hwenyu; Dzimai kudarika kwangu nokuda kwengoni dzenyu zhinji. Ndisukei zvakaipa zvangu chose, Ndinatsei chivi changu.