Mapisarema 42:1-2
Mapisarema 42:1-2 SNA2002
Senondo inotakwairira hova dzemvura, Saizvozvo mweya wangu unokutakwairirai imi Mwari. Mweya wangu une nyota kuna Mwari, iye Mwari mupenyu, Ndichasvika riniko ndionekwe naMwari?