Zvirevo 3:9-10
Zvirevo 3:9-10 SNA2002
Kudza Jehovha nezvaunazvo, Uye nezvitsva zvazvose zvawakawana; Ipapo matura ako achazadzwa nezvakawanda, Makate ako achapfachuka newaini itsva.