Zvirevo 3:11-12
Zvirevo 3:11-12 SNA2002
Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha; Usaneta nokuraira kwake. Nokuti Jehovha anoraira mudikanwa wake; Sezvinoita baba mwanakomana wavo wavanofarira.