Nehemiya 6:9
Nehemiya 6:9 SNA2002
Nokuti vose vakanga vachitsvaka kutityisa, vachiti, “Maoko avo ngaashaiwe simba pabasa, kuti rirege kupedzwa.” Asi zvino, Mwari simbisai maoko angu.