YouVersion Logo
Search Icon

Nehemiya 2:17-18

Nehemiya 2:17-18 SNA2002

Zvino ndakati kwavari, “Munoona nhamo yedu, kuti Jerusaremu rava dongo, namasuo aro atsva nomoto; hendei tindovakazve rusvingo rweJerusaremu, tirege kugara tichishorwa.” Ndikavaudza zvokunaka kworuoko rwaMwari rwakanga ruri pamusoro pangu; namashoko amambo aakandiudza. Ivo vakati, “Ngatisimuke, tivake.” Naizvozvo vakasimbisa maoko avo kubata basa rakanaka.

Free Reading Plans and Devotionals related to Nehemiya 2:17-18