YouVersion Logo
Search Icon

Mako 16:4-5

Mako 16:4-5 SNA2002

Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru-guru. Vakapinda mubwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka.

Free Reading Plans and Devotionals related to Mako 16:4-5