YouVersion Logo
Search Icon

Mateu 6:1

Mateu 6:1 SNA2002

“Chenjerai, kuti murege kuita kururama kwenyu pamberi pavanhu, kuti muonekwe navo; kana madaro hamuna mubayiro kuna baba venyu vari kudenga.