Mateu 24:9-11
Mateu 24:9-11 SNA2002
“Zvino vachakuisai kumadambudziko, vachakuurayai, muchavengwa namarudzi ose nokuda kwezita rangu. Vazhinji vachagumburwa, vachaisana kuvatongi nokuvengana. “Vaporofita vazhinji venhema vachamuka, vachitsausa vazhinji.





