Mateu 14:30
Mateu 14:30 SNA2002
Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya; zvino akati otanga kunyura, akadanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!”