YouVersion Logo
Search Icon

Mateu 13:44

Mateu 13:44 SNA2002

“Ushe hwedenga hwakafanana nepfuma yakavanzwa mumunda, iyo yakawanikwa nomunhu, akaivanzazve; zvino nokufara kwake anoenda, akatengesa zvose zvaanazvo, akatenga munda uyo.

Video for Mateu 13:44