Jobho 24:22-24
Jobho 24:22-24 SNA2002
Anobvisa vane simba nesimba rake; Kana iye achisimuka, hakuna munhu anoziva kana achararama. Mwari anovagarisa vakachengetwa, vachivimba nazvo; Asi meso ake anotarira nzira dzavo. Vanokudzwa; gare-gare vaenda; Vanodukupiswa, vanobviswa panzira savamwe vose, Vanochekwa semisoro yehura dzezviyo.




