Jobho 20:4-5
Jobho 20:4-5 SNA2002
Hauzivi here kuti kubva kare-kare, Kubva pakuiswa kwomunhu panyika, Kuti kufara kwavakaipa hakune nguva huru, Nomufaro wavasingadi Mwari kuti ndowechinguva?