Isaya 60:6
Isaya 60:6 SNA2002
Ngamera zhinji-zhinji dzichakufukidza, nemhuru dzengamera eMidhiani neEfa; vose veShebha vachauya, vachauya nendarama nezvinonhuwira, vachaparidza kurumbidzwa kwaJehovha.