Isaya 40:6-7
Isaya 40:6-7 SNA2002
Izwi roanoti, “Danidzirai!” Mumwe akati, “Ndichadanidzireiko?” Vanhu vose uswa, kunaka kwazvo kwose kwakaita seruva rokusango. Uswa hunowoma, ruva rinosvava, nokuti mweya weJehovha unofuridza pamusoro pazvo; zvirokwazvo vanhu uswa.





